facebook Share on Facebook

Open letter to Prophet Walter Magaya Via inbox from his workers:

 P.W.M we respect you Papa. Asi tati timbochemawo kwamuri mutsamba iyi since nemuromo zvaramba. Us construction, Ministry workers and Guest house workers tatambura nenhamo dad.
 
 Tokumbirawo ma salary edu nemweya wamwari, vana kuchikoro havasi kuenda since zvikoro zvavhurwa. Ma rentals mudzimba takunyara ma landlords edu vanhu vano hwisisa chaizvo asi vaora moyo kutaura chokwadi. Since November without salaries dad. Ko Bible hant rinoti mushandi ngaapiwe mubairo weziya rake here? Renyu asi harina verse iroro here?
 
 Musafarire kufadza vanhu vanoona Yadah TV instead isu tiri kuita kuti zvifaye. Hamunga paridzi ,moporofita ,mo usher, mega dad tipei zvatakatenderana izvozvo, every department is crying dad.
 
 Dont be selfish wonder why Chitima akabuda mamuri , did you ask yourself about it. Oversea Ishu ,mai Nyangoni kuzoba coz hamubhadhare ,mai Zunza kuhura kuzama kuti mhuri irarame,asi imi muchi donater mari kunana swaziland,south africa tanzania, lesotho musadaro dad. We blamed Casper pakukutii maka raper , but now we realise kuti you are to blame because hamubhadhare dad.
 
 If ma constraction workers enyu ne ma ministry workers achifara nemi paisaitika such things within us. Kuti endesa kuno rinda minda kupurazi ndoo pamuchaoona kuti hamukohwe kana chinhu ikoko.

 
 Tipei mari dzedu first pliz. Ndimwari upi anoti musabhadhare vashandi imi we starting doubting you dad.Zvasiyana zveshuwa. Pakabuda chi statement ichochi we thought it was for the good.
 
 Kunyanya isu ve construction we are fed up of you remember hatina kuuya kuchurch asi kubasa saka tipeiwo mari yedu ,zvekuti it is a blessing iyo iri salary yangu ndezvekupenga izvo .
 
 Last Question Dad. Why mari dzenyu dzichi benefit vanhu vari kure nemi instead isu vana venyu, eg Soja Love? Why mari dzichiti kana dzakubuda dzobuda usiku chete ,ko masikati sei isinga budi, koo sei kuchurch muchinonoka kuuya kuzouya kuma 4 ,sei muchida zvinhu zveusiku, muna adviser here,kana muinaye arikutadza basa kana kuti hamumuteereri? Zvisineyi tipei hedu mari yedu.

 Love you prophet thank you.
 

This letter was published as received from a representative who requested to remain anonymous.








You are here: Home News Magaya's workers go 3 months without salaries while the 'prophet' parties with non-church members